Endesa kopi yeZvako zviri paFacebook

Kopa chibatanidzi
Rubatsiro rweApu yeAndroid
Rubatsiro rweKombiyuta
Rubatsiro rweApu yeiPad
Rubatsiro rweApu yeiPhone
Rubatsiro Rwebhurauza Rembozhanhare
We’re gradually updating people to Meta Accounts. You may see either Accounts Center or Meta Account settings as the place to manage your account settings.
Kana uine mamwe mapurofairi eFacebook ekuwedzera, unogona kuendesa kopi yezvako zviri paFacebook zvepurofairi imwe neimwe yako. Mamwe mashoko anounganidzwa kubva pamamwe mapurofairi ako, kusanganisira mashoko eshambadzo, anongowanikwa nekuendesa zvako zviri paFacebook zvepurofairi yako inonyanyoshandiswa, inova purofairi yaunogadzira kana ukanyoresa kuFacebook.
You can access Export your information in Meta Account settings.
Unogona kuendesa kopi yemashoko nezvako kusevhisi yekunze, kana kuendesa kumuchina wako. Mashoko anowanika anosanganisira zviiswa uye mashoko awagovera, zviito zvako uye mashoko atinounganidza. Michina uye masevhisi ekunze anotsigira mhando dzakasiyana-siyana dzemashoko anoendeswa. Dzidza zvimwe maererano nemipanda yemashoko aunogona kuendesa.
Kuti uendese mashoko nezvako kumuchina, unofanira kuva nepekuchengetera pakakwana. Mhando dzemashoko uye unaku hwezvekuona zvaunosarudza hunogona kuita kuti fayera rako rikure kana kuva ridiki.
Semuenzaniso, mafayera ane mavhidhiyo ane unaku hwepamusoro anoita mafayera ati kurei, nepo kusarudza kuendesa mhando imwe chete chete kunoita kuti mafayera ave madiki.
Tarisa nzvimbo yekuchengetera iripo kuti zvikubatsire kusarudza kana uchida kuendesa kumuchina kana kusevhisi yekunze.

Endesa zvako zviri paFacebook kubva pamasetin'i eAkaundi yeMeta kuenda kumuchina

  1. Click on your profile picture in the top right, then click Settings & privacy.
  2. Click Settings.
  3. Click Meta Account, then click Your information and permissions.
  4. Baya Endesa zvizhinji nezvako.
  5. Baya Gadzira zvekuendesa.
  6. Sarudza purofairi yaungada kuendesa zvizhinji kubva kwairi.
  7. Sarudza Endesa kumuchina.
  8. Kubva apa, unogona kusarudza mashoko akananga aunoda kuendesa, kusarudza misi, mhando, chiziviso chepaimeiri uye unaku hwezvekuona.
  9. Kana uchinge wagadzira zvauri kuendesa sezvaunoda, baya Tanga kuendesa.

Endesa zvako zviri paFacebook kubva pamasetin'i eAkaundi yeMeta kuenda kusevhisi yekunze

  1. Click on your profile picture in the top right, then click Settings & privacy.
  2. Click Settings.
  3. Click Meta Account, then click Your information and permissions.
  4. Baya Endesa zvizhinji nezvako.
  5. Baya Gadzira zvekuendesa.
  6. Sarudza purofairi yaungada kuendesa zvizhinji kubva kwairi.
  7. Baya Zvinotevera.
  8. Sarudza Endesa kusevhisi yekunze.
  9. Sarudza sevhisi yekunze yekuendesa zvizhinji nezvako kwairi wobaya Zvinotevera.
  10. Sarudza kuti unoda kuendesa kangani wobaya Zvinotevera.
  11. Baya Konekita. Uchafanira kukonekita kusevhisi yekunze yawasarudza.
  12. Ungangofanira kuisa pasiwedhi yepurofairi yawasarudza wobaya Zvinotevera.
  13. Kubva apa, unogona kugadzira zvaunoda kuendesa sezvaungade, kusarudza chiziviso cheimeiri uye mhando.
  14. Kana uchinge wagadzira zvauri kuendesa sezvaunoda, baya Tanga kuendesa.
Kana zvekuendesa zvagadzirira, uchava nemazuva mana ekuendesa zvizhinji nezvako muchikamu cheZvadhaunirodhwa zviripo muturusi reEndesa zvizhinji nezvako mumasetin'i eAkaundi yeMeta. Unogonawo kudzima zvekuendesa zvako kana kuona zvikumbiro zvemafayera zvapfuura muchikamu che Chikumbiro chapfuura.
Kuendesa mafayera ako maitiro akachengetedzwa nepasiwedhi aunokwanisa kuita iwe chete.
Kana waisa chikumbiro chekuti zvizhinji nezvako zviendeswe kumuchina, uchagamuchira chiziviso cheimeiri uye chiziviso paFacebook tichikuzivisa kuti chaita.
Ziva kuti: Unogona kugaroona Dimbudziro dzeZvakavanzika dzako kuti udzidze nezvenzira dzaungadzora mashoko uye zvakavanzika zvako paFacebook.
Nei ungangotadza kuendesa zvizhinji nezvako
Ungangotadza kuendesa zvizhinji kubva kumamwe emapurofairi ako nekuda kwezvikonzero izvi:
  1. Yakamiswa kushanda: Wambomisa purofairi iyi kushanda. Unogona kumutsiridza purofairi iyi kuti uendese zvizhinji zvepurofairi yacho.
  2. Yarongwa kuti izodzimwa: Wakakumbira kuti purofairi iyi igodzimwa. Unogona kukanzura kudzimwa kuti uendese zvizhinji nezvako.
Musiyano upi uripo wekopi yeHTML neJSON yemashoko nezvako?
When you request a copy of your information on Facebook, you can choose to receive it in an HTML or JSON format:
HTML: An easy to view format of your information on Facebook. You'll receive a ZIP file that, once opened and extracted, will contain an HTML file named index that you can open like a web page on your web browser. The ZIP file will contain folders with files, including any images and videos you've requested.
JSON: A machine readable format of your information that could allow you to transfer your information more easily when uploading it to another service.
Ndeapi matanho echengetedzo aripo kuti pave nechokwadi chekuti mumwe munhuwo haadhaunirodhe kopi yemashoko ako?
We have a number of security measures in place to help keep your account secure and protect your information on Facebook. Before you can begin exporting a copy of your information, we'll first ask you to enter your password. We may also ask you to complete additional verification steps before allowing your export to begin. To help protect your account, your export request will expire after a few days, and you can always request a new one.
Our security systems are always running to help mitigate threats before they reach you and your friends on Facebook, and we offer tools like Security Checkup and two-factor authentication as additional ways to improve the security of your account. Learn more about keeping your account secure.
Note: Keep in mind that your information request may contain private information. You should keep it secure and take precautions when storing or sending it, or uploading it to another service. You can always select specific sections when requesting a copy of your information.
Ungakumbira sei zvizhinji nezvako zvakavanzika zvakachengetwa neFacebook kana usina akaundi iri kushanda yeFacebook?
If you deactivated your profile:
If you previously had a Facebook profile that is currently deactivated, you can reactivate your profile by logging back into Facebook or by using your Facebook profile to log in elsewhere.
After re-activating your profile, you can access your information through your profile or by using the Export Your Information tool.
If you deleted your profile or have never signed up for one:
If you deleted your Facebook profile, you will not be able to access your profile information. Some information you shared may still appear on other people's Facebook profiles. For example, if you sent someone a message, they may still have their copy of the message similar to an email.
If you don't have a Facebook profile but believe Facebook may have information about you, you can contact us to request a copy of your information.

Hongu
Kwete

Other ways to get help

Chat with Meta AI support assistant
Resolve issues, make changes and get support in real time