Mhan'arira Zviiswa paFacebook

Mashoko aya ndeevanhu vanoda kumhan'arira zviiswa (zvakaita sepositi, mufananidzo, kana komendi) paFacebook.
Kana uri kuva nedzimwe nyaya, sezvakaita kuva nedambudziko kupinda muakaundi yako kana kuti uchifunga kuti yapindwa zvechitsotsi, dzidza zvimwe maererano nematanho aunogona kutora.
Nzira yakanaka kupfuura dzese yekumhan'arira zviiswa zvinoshungurudza kana kuti masipamu paFacebook ndeyekushandisa chibatanidzi cheKumhan'ara chiri pedyo nezviiswa zvacho. Pazasi apa pane mienzaniso yekuti ungamhan'ara sei zviiswa kwatiri. Dzidza zvimwe nezvekumhan'arira kushungurudzwa.
Kana usina akaundi kana kuti usiri kukwanisa kuona zviiswa zvaunoda kumhan'arira (semuenzaniso: munhu akakubhuloka ), dzidza zvaungaita.

Mhan'arira Zviiswa

Other ways to get help

Chat with Meta AI support assistant
Resolve issues, make changes and get support in real time